GreatHope Ya Moreboys Writes their condolences to the deceased family "My deepest condolences for the loss of colleague and brother Mr Vivian Khumalo he was shot deadwhen he was at his parlour yesterday morning 4 bullets were fired at him and he couldn't make it he died on the spot.
Vanhu Voti ndiye Tinashe Maphosa umaga batista mumami husband yamaitt diaries achena musoro .Haneno vanobatwa kumeso ne toddler face inenge ine filters nhadi auya ari pahasha ari yeke asi arikuitei kumba kwasamaz.
Nox Guni Zimbabwean artist Oudzwa kuti Sure Makore ese aya uri International artist kutadza kutengera sekuru vako suit yakanaka kwayo , kwakuvatengera bhero rinenge mapapu eshato kudaro. Mazimbabweans zvakatiomera vatirinayo zvavo suit yacho.
Maitt vonzi mari iyoyo yauri kutenga make up ki yekupa vanhu wadii kuibhadhara chikwereti.vanhu vemarounds imi sei muchidhererwa kudaro bhadhara zvikwereti. Izvi zvazotaurika mushure mekunge maitt vati I will give 10 people make up kits.
Vanhu voti maitt mapiritsi eku uk haasi kuvabvuma and varume vakashinga mudzimba umu. Munhu kana uripachirongwa chimbozorodzawo chiweti chako kuitira load yako zvino uyu another from one man to another murandanyoro.pakadai hapana chinobuda zvacho anongowanza filters to cover maundy.
Vanhu voti mupfumi ndiyani ane mari neanehutano ,Mike chimombe Aag healthy wise he wasn't Ok lately but now seeing him looking better and kadumbu woo haiwa zvinotendwa . Ndivoka vanodya mari dxenyika kovaigozoonda seiko lol. "Mike chimombe arikusimba zvinotendwa cozy gore riya trouse raitoda wire kuti risungwe belt asingakwane.
Makhadzi southafrican artist oda kukopa beyonce jumpsuit but anga akanganwa kutenga ne body hazvina kuzomira mushe . The whole social media is laughing at her jumpsuit even iye wachoo Makhadzi atozvisekawo she writes ✍️ "good morning my fans zve outfit will talk later"
Nhumbu ya madam boss yanetsa zvayo since last year . "Zvinovengwa nevaroyi uchanzwa rinwe richiti it's silicone silicone yakambomerera zvaririr here dumbu iro" Congratulations Tyra soon you will hold your bouncing baby girl and boy Matwins awakapiwa ba Mwari everything double double .
Wig boss Ketile ketile Ketina people are complaining kuti maxiso edu anzwa nekuona mumba munetsvina pama live dai uchimbotanga wa cleaner woxobaya live button chii chakadaro chinenge ngozi. Mumba meshamwari yaFelly Murata aah furi shame I kno murandanyoro is regretting chii ichochi kutoita live netsvina iyoo.
Munyori oti "Joey Imbavha yemisodzi kune dzepfuti dzemapanga nedzemadrugs dzinotamga dza drugg victim but iyi inongiuya nemisodzi chete palive yotirova bag kwete bag she lures your giving hearts by bringing vulnerable people palive onyepedzera kuchema.