News

April 09, 2023

Makhadzi Angatadze Neiko Kutemwa Nemabhidhoro Iye Achiuya Akashama And Achitidzira Vanhu Disk Rine Mascratch Ana Wasu Haadi Kujairirwa Vanhu Varikuda Mari Dzawo

Vanhu vekwa Mutare not happy with Makhadzi and Dj Fantan they are complaining mari dxavo dzava kabhadhara and she only play music 1 disk rine mascratch . Zvinova izvo zvakaita azotemwe nemabhodhoro ,people complaining to promoters kuti munhu angauya pa stage na 2am obva after 5minutes ndikujairira kaa ikokoo. Anyway why kusheedxa ma Southafrican isu tine maartist hobho muZimbabwe which of our artists akambosheedzwa nema Southafrican 

April 08, 2023

Jackie Ngarande Taka Chimaster Chigame Ichi Oudzwa Da Wakachimaster Wakaroorwa Kare But Varume Vanotokutiza Kutya Noise

Jackie Ngarande oudzwa nema fans varume havede noise dai wamboenda kuma voice lessons ,Hadzvadzi yafortu pamwe ungaroorwa nekunaka kwese uko kushaya anokuisawo pakichen. Iwe uchiti waka master chigame chacho zvakaoma hazvo .

April 08, 2023

Holyten Ozviti I'm The Father Of Zimbabwe Music Enzo I shall Ozviti I'm The Grandfather Vaviri Ava Dai Vambodzikama

Enzo na Holyten vavekuda jukura nusoro mushure mekunge vaenda ku Uk kushow vakuzviisa pa level risiri ravo.Hatisi kuramba kuti these 2 are good artists but nldai vazombomira kuzvikwidxa ndege dzemashanga vachiri pwere mu industry. Enzo Ave kuzvit I'm the grandfather of Zimbabwean music industry uyuwo Holyten Ave kuzviti I'm the father of the industry. The tinoziva baba vavo winky d big man ndiye mudhara vavo naba Jah prayza.  

April 08, 2023

Makhadzi South African Artist Wemuchongoyo Shamwari Ya Lorraine Guyo Otemwa Nemabhodhoro Akawanda KwaMutare MotoringClub Dj Fantan Anozomutakura

Last night at Makhadzis show at the  Manicaland Motoring Club ,vanhu vekwamutare vakangojamuka show yave pskati ndokutanga kungotema muimbi Makhadzi nema bhodhoro ,bottles and cans were raining on the stage. Makhadzi who was really doing well at the stage alongside dj fantan akatoxumisa show awona angatofira pastage,Fantan akazosimudza Makhadzi kuenda naye baba fifi vakaitawo Gentleman fabtan hwanda.

April 08, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Otukwa Nevanhu Kutadza kutengera Your Unborn Baby Kana Mabaloon Zvawo Hurombe Hwako Hunonyadzisa

People not happy with Ngoni the way he is doing kuna mai vemwana wake munyori oti "wakatadza kuitira Tyra chero gender reveal zvayo.Mabaloon anomboita mariiko nhai iwe Ngoni mongosungirawo pamuti .Mai bee vobika keke urombe hwako hunorwadza

April 08, 2023

Mai Tt Kosei Muchingoda Kusvirisa Pese Pamasvika All Night Fighting With Me For Gilbert Mukadzi Wacho Ndiye Anetswa

Munyori oti maitt seiko miri kunetsana nevanhu mu ๐Ÿ‡ฌ๐Ÿ‡ง UK nenyaya dzemujolo ndidzo ndinokunyudza now tek tel nembororo. This woman ka pse paasvika anokwirisa chete .Gilbert's wacho anezvivindi zvake ndezvei. Mukadzi waGilbert message below 

April 07, 2023

Zimbabwean Youth Said Zanupf Ikahwina 2023 Elections Hatichapfeka Ma Condom Kusiri Kufa Ndekupi Vana Vevhu Vatambudzwa

Vana vezimbabwe vashungurudzwa ne government ye Zanupf vakungoita mutoriro no jobs ,no clean water,hospitals are dead ,Zimbabwe currently is one of unhappiest country in the world also its one of the poorest countries yet we used to be the bread basket ๐Ÿงบ of Africa. Chinonyanya kurwadza ndechekuti mbavha vanongoba we have all the riches all minerals zvese but ma you ajamuka akuti "Zanupf ikahwina 2023 hatichspfela macondom kusiri kufa ndekupi"it is sad. Ngaapinde hake mukomana chamisaa chete chete

April 07, 2023

Kuti MaZimbabweans Akaiswa Muhari Yemushonga Na Dambudzo Or kutongozungaira Gold Mafia 3 Yabuda But Vanhu Vakangoti Zutu Chiiko Takadyisweiko Senyika Kupata

"Kuti Mazimbabwean takaiswa muhari yemushonga here or kupusa" Dady Hopewell ask? Chiiko nhai vana vevhu chinodaro senge ngozi chokwadi tinosvika riini tichiitwa zvikorobho munyika yedu neZanupf chokwadi che Gold Mafia ndochaifanira kuti ngwadza but takangonyarara senyika kusvika riiniko takangopusa. Anyway register to vote ๐Ÿ—ณ moziva pekuvhotera we need change.  

April 06, 2023

Sekuru Ndunge Tell Dambudzo Mnangagwa Mazuva Ako Aswedera Vadzimu Havasi Kufara Newe Gore Rino Ndiro Rekupedzisira

Sekuru Ndunge  voting Mazuva ako Mnangagwa aswedera uchazondiudza wega ndakakuudxa kuti hauna kungwara.Vadzimu venyika havasi kufara newe iro gore rino ndiro rako rekupedzisira. Gore rinouya unozviona ndingatopisa machira angu ese paya ndakakufonera watuma vakomana vako. Ruzhinji rweZimbabwe rurikungotonamatira vandunge ava cozy vangu vaneta naDambudzo.

April 06, 2023

Zvemashamwari Muchazvirega Enchantress Onzi Ave Kudanana Nemurume Weshamwari Yake Boss Lady Chichi Zvakaoma Chihure Chacho

Close friend of Natakie yabudisa nyaya yinoshamisa iyi yabva yati "Nekuti raneta kushandisa muntu wa bosslady Chichi wekugadzirisa kuzasi ,pakazvara Chichi hauna kononoona mwana weshamwari yako nekuti uri kudanana na George murume wake musi uno waive ku jorbug uchiita shopping murume waChichi aka ku bookira hotel mukaswera muchisvirana.waiseka kuti yoni herb yake inodhabhisa beche. Unozviitirei kuda kuparadza imba yeshamwari yako unehutsinye 

13 14 15 16 17