Tatelicious our favourite homwe yenyika ave kuita zveporn mazuvaona watch below and she or he is charging 15usd kuti varume vane Easter sika rudzi yake yaakagadzirisa. Anyway mushure mekunge aita porn dzake dzaakaonekwa nevakawanda akazoti "mboro dzeku Zimbabwe ma1 kuita migodhorosi yemboro ,Zimbabwe kanyika kanofaya veduwee. Dzimwe nyika kwaita kamboro kechibhoyi karamba kumuka kada kutanga kayamwiwa kuita kastte churu start yaaa" . Our Queen Tatelicious πΈπΎ is proud of Zimbabweans men.
Vanhu vakabvisa mari ye go fund me to Olinda Chapel for Shemas car havasi kufara mushure mekunge Shema Ave kutengesa motokari and olinda atengawo mota yake. Someone said "Go fund me for Shema yaive yavo yekuti vapedzise mota". Olinda Chapel how far nemari ye go fund Shema avekutengesa mota. Facebook people need answers panyaya ye 8000 pounds yakabviswa nevanhu.
Zvinonzwisa tsitsi uye zvinopa vanhu hasha vakabvisa mari yego fund me to Olinda for Shemas Car π mushure mekunge Shema anyora kuti. "Ari kuda kutenga Verisa Ndibate .Ini ndapera gangu mari yekugadzirisa.Yaita same problem ye Head ne head gasket,mari dzacho dzandiwandira Mabuyer huyai ndakumboita zva bus π ini. Justice for Shema tirikuda kuona apiwa mari yake.
Vana Vevhu vashungurudzwa nembavha dze Zanupf zvipatara hazvina mishonga and machines to use vanhu vachishandisa mari yenyika kugutisa matumbu avo ne campaign kudenga kuna Mwari. Tinopona katsande said "Dear GOLD MAFIA ,DDRUG DEALERS ,RICH COUSINS,BIG BOYS CREW, please tirikukumbirawo mutigadzirirewo zvipatara Vanhu varikufa nguva yavo isati yakwana.
Nhai vana vevhu muchazopepuka zvaita seiko Job Sikhala akasungwa yet mbavha dze gold dziri kutofamba kunze maZimbabweans takapusa chaizo tichatongwa ne Zanupf kusvika taona moto madhongi Ave nenyanga. Fadzai mahere CCC spokes person said Zanupf arrested Job Sikhala detained him at Chikurubhi maximum prison.Zanupf is abusing state institutions to deny him bail .Zanupf used his arrest to cover up gruesome murder of CCC members .Zanupf has rendered him a political prisoners for 292 days. It is really sad
Patricia Jackie Madam boss spokesperson voudza Zuva urban tete "Zuva dhongo Habane dzichiri right right here mubrain ?I'm really worried na hommie uyu chiiko ku Canada chaakapiwa kupenga kuti homu homu chaiko segudo. Patricia sad this after Zuva ati sex tape Ramadam boss na Pirikisi ririko and zvichazobuda hazvo inini naMelly hatipenge and hatisi kunyeba nyaya iyii.Pirikisi arikufonerei immigration yeku Canada nekuda kundiurayisa kana dziri nhema
Roki Zimbabweans hit maker of Patati patati song X wife Said "Roki wakatiza ma maintenance in 2015 ukauya ku beitbridge uchigara muna Baobabkumba kwa Mr C anoshanda ku Zinara ukadxingwa ikoko wamubira Samsung phone yake uri mbavha. Ukatanga kugunduruka mu LA california night club pamashakada wakuchengetwa na Craig Maumbe anofamba ne alteza uchi poacher doro mogo nembanje rough nhasi wakurasa Craig nekurasa futi vana
American Dj Mandla met with Tatts late moanas sister the dj write on his instagram "finally met Tatts "he us truly enjoying vacation yake ku Africa π
Angry Olinda Chapel said "I don't like this nonsense whatever games people try and play they shouldn't play with my name. she explain further pictures below.
Zimbabwean politician Eddie Cross says President Emmerson Mangangwa has stripped prophet Uebert Angel off his diplomatic status. The man of God lost his diplomatic passport following the Al Jazeera gold smuggling exposure. He is likely to face jail time. Uebert Angel was secretly filmed bragging that he could move $1.2bn easily, due to his diplomatic immunity. Angel is presidential envoy and ambassador-at-large to Europe and the Americas since March 2021. Moreover, Eddie added that gold trader McEwan has fled the country with his family after being exposed in the documentary.