"Kuti Mazimbabwean takaiswa muhari yemushonga here or kupusa" Dady Hopewell ask? Chiiko nhai vana vevhu chinodaro senge ngozi chokwadi tinosvika riini tichiitwa zvikorobho munyika yedu neZanupf chokwadi che Gold Mafia ndochaifanira kuti ngwadza but takangonyarara senyika kusvika riiniko takangopusa. Anyway register to vote π³ moziva pekuvhotera we need change.
Sekuru Ndunge voting Mazuva ako Mnangagwa aswedera uchazondiudza wega ndakakuudxa kuti hauna kungwara.Vadzimu venyika havasi kufara newe iro gore rino ndiro rako rekupedzisira. Gore rinouya unozviona ndingatopisa machira angu ese paya ndakakufonera watuma vakomana vako. Ruzhinji rweZimbabwe rurikungotonamatira vandunge ava cozy vangu vaneta naDambudzo.
Close friend of Natakie yabudisa nyaya yinoshamisa iyi yabva yati "Nekuti raneta kushandisa muntu wa bosslady Chichi wekugadzirisa kuzasi ,pakazvara Chichi hauna kononoona mwana weshamwari yako nekuti uri kudanana na George murume wake musi uno waive ku jorbug uchiita shopping murume waChichi aka ku bookira hotel mukaswera muchisvirana.waiseka kuti yoni herb yake inodhabhisa beche. Unozviitirei kuda kuparadza imba yeshamwari yako unehutsinye
Tatelicious our favourite homwe yenyika ave kuita zveporn mazuvaona watch below and she or he is charging 15usd kuti varume vane Easter sika rudzi yake yaakagadzirisa. Anyway mushure mekunge aita porn dzake dzaakaonekwa nevakawanda akazoti "mboro dzeku Zimbabwe ma1 kuita migodhorosi yemboro ,Zimbabwe kanyika kanofaya veduwee. Dzimwe nyika kwaita kamboro kechibhoyi karamba kumuka kada kutanga kayamwiwa kuita kastte churu start yaaa" . Our Queen Tatelicious πΈπΎ is proud of Zimbabweans men.
Vanhu vakabvisa mari ye go fund me to Olinda Chapel for Shemas car havasi kufara mushure mekunge Shema Ave kutengesa motokari and olinda atengawo mota yake. Someone said "Go fund me for Shema yaive yavo yekuti vapedzise mota". Olinda Chapel how far nemari ye go fund Shema avekutengesa mota. Facebook people need answers panyaya ye 8000 pounds yakabviswa nevanhu.
Zvinonzwisa tsitsi uye zvinopa vanhu hasha vakabvisa mari yego fund me to Olinda for Shemas Car π mushure mekunge Shema anyora kuti. "Ari kuda kutenga Verisa Ndibate .Ini ndapera gangu mari yekugadzirisa.Yaita same problem ye Head ne head gasket,mari dzacho dzandiwandira Mabuyer huyai ndakumboita zva bus π ini. Justice for Shema tirikuda kuona apiwa mari yake.
Vana Vevhu vashungurudzwa nembavha dze Zanupf zvipatara hazvina mishonga and machines to use vanhu vachishandisa mari yenyika kugutisa matumbu avo ne campaign kudenga kuna Mwari. Tinopona katsande said "Dear GOLD MAFIA ,DDRUG DEALERS ,RICH COUSINS,BIG BOYS CREW, please tirikukumbirawo mutigadzirirewo zvipatara Vanhu varikufa nguva yavo isati yakwana.
Nhai vana vevhu muchazopepuka zvaita seiko Job Sikhala akasungwa yet mbavha dze gold dziri kutofamba kunze maZimbabweans takapusa chaizo tichatongwa ne Zanupf kusvika taona moto madhongi Ave nenyanga. Fadzai mahere CCC spokes person said Zanupf arrested Job Sikhala detained him at Chikurubhi maximum prison.Zanupf is abusing state institutions to deny him bail .Zanupf used his arrest to cover up gruesome murder of CCC members .Zanupf has rendered him a political prisoners for 292 days. It is really sad
Patricia Jackie Madam boss spokesperson voudza Zuva urban tete "Zuva dhongo Habane dzichiri right right here mubrain ?I'm really worried na hommie uyu chiiko ku Canada chaakapiwa kupenga kuti homu homu chaiko segudo. Patricia sad this after Zuva ati sex tape Ramadam boss na Pirikisi ririko and zvichazobuda hazvo inini naMelly hatipenge and hatisi kunyeba nyaya iyii.Pirikisi arikufonerei immigration yeku Canada nekuda kundiurayisa kana dziri nhema
Roki Zimbabweans hit maker of Patati patati song X wife Said "Roki wakatiza ma maintenance in 2015 ukauya ku beitbridge uchigara muna Baobabkumba kwa Mr C anoshanda ku Zinara ukadxingwa ikoko wamubira Samsung phone yake uri mbavha. Ukatanga kugunduruka mu LA california night club pamashakada wakuchengetwa na Craig Maumbe anofamba ne alteza uchi poacher doro mogo nembanje rough nhasi wakurasa Craig nekurasa futi vana