Musician Mudiwa hood itukwa nevangu mushure mekunge ati haaite zvepolitics anoita zvekuimba ."anoimbeiko mudiwa hatina kana song yake one yatinoziva" Mudiwa busy kupa vana Giribheti wedu pressure iwe uchiziva kuti urimbavha.unoziva here kuti kunana Giribheti hustling day and night mari yavanokwanisa ndeyefood chete.Mudiwa uri muzanupf secret supporter.
Vanhu voti Olinda akananikidza Tyra zve high tea panwe haana kutonge abhadharwa nokuti akanga adiri kufara kana kutozvida. Vanhu voti malice aketina aitonakidxa pane ku high tea Gaykie anga akapfekeiko,olie kuzvida she wasn't friendly,aunt Jenny was dull and boring. High tea yegore rino zvazvakaoma kusina vanhu and vashoma vaiko vacho vanga vasina mufaro.
Felistas and Tinashe 9 April 2022 last year ndopakapembera nyika yose ichifarira chiitiko chemuchato wababa namai maphosa mushure mukenge vaita muchato we 100 000 usd yezvikwereti. Vakachata muchato unoshamisa kusheedza Kelly khumalo southafrican musician ,helicopter ride ,flying cakes ๐,flags of all countries there.
Vanhu vekwa Mutare not happy with Makhadzi and Dj Fantan they are complaining mari dxavo dzava kabhadhara and she only play music 1 disk rine mascratch . Zvinova izvo zvakaita azotemwe nemabhodhoro ,people complaining to promoters kuti munhu angauya pa stage na 2am obva after 5minutes ndikujairira kaa ikokoo. Anyway why kusheedxa ma Southafrican isu tine maartist hobho muZimbabwe which of our artists akambosheedzwa nema Southafrican
Jackie Ngarande oudzwa nema fans varume havede noise dai wamboenda kuma voice lessons ,Hadzvadzi yafortu pamwe ungaroorwa nekunaka kwese uko kushaya anokuisawo pakichen. Iwe uchiti waka master chigame chacho zvakaoma hazvo .
Enzo na Holyten vavekuda jukura nusoro mushure mekunge vaenda ku Uk kushow vakuzviisa pa level risiri ravo.Hatisi kuramba kuti these 2 are good artists but nldai vazombomira kuzvikwidxa ndege dzemashanga vachiri pwere mu industry. Enzo Ave kuzvit I'm the grandfather of Zimbabwean music industry uyuwo Holyten Ave kuzviti I'm the father of the industry. The tinoziva baba vavo winky d big man ndiye mudhara vavo naba Jah prayza.
Last night at Makhadzis show at the Manicaland Motoring Club ,vanhu vekwamutare vakangojamuka show yave pskati ndokutanga kungotema muimbi Makhadzi nema bhodhoro ,bottles and cans were raining on the stage. Makhadzi who was really doing well at the stage alongside dj fantan akatoxumisa show awona angatofira pastage,Fantan akazosimudza Makhadzi kuenda naye baba fifi vakaitawo Gentleman fabtan hwanda.
People not happy with Ngoni the way he is doing kuna mai vemwana wake munyori oti "wakatadza kuitira Tyra chero gender reveal zvayo.Mabaloon anomboita mariiko nhai iwe Ngoni mongosungirawo pamuti .Mai bee vobika keke urombe hwako hunorwadza
Munyori oti maitt seiko miri kunetsana nevanhu mu ๐ฌ๐ง UK nenyaya dzemujolo ndidzo ndinokunyudza now tek tel nembororo. This woman ka pse paasvika anokwirisa chete .Gilbert's wacho anezvivindi zvake ndezvei. Mukadzi waGilbert message below
Vana vezimbabwe vashungurudzwa ne government ye Zanupf vakungoita mutoriro no jobs ,no clean water,hospitals are dead ,Zimbabwe currently is one of unhappiest country in the world also its one of the poorest countries yet we used to be the bread basket ๐งบ of Africa. Chinonyanya kurwadza ndechekuti mbavha vanongoba we have all the riches all minerals zvese but ma you ajamuka akuti "Zanupf ikahwina 2023 hatichspfela macondom kusiri kufa ndekupi"it is sad. Ngaapinde hake mukomana chamisaa chete chete